Svetuka kuchirochemo

Kufasa (kuwandisa)

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuFasa (kuwandisa))

Shoko rokuti kufasa (become excessive) rinoreva kuwandisa kwezvinhu kusiri kutapudzika kana kuwanda kwebasa rinofanirwa kuitwa risiri kutapudzika.

Runyanyu (excessiveness).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mombe dzakafasa nhasi, hameno vakapedza kudhibhisa kunze kuchakachena.
  • Ndakundika kuenda kumutambo nokuti basa ranga rakandifasa.