Tapitabu Gupitabu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuFIFO)
Tange Kupinda Tange Kubuda (First In First Out) kana Tapitabu mutemo unoshandiswa kuAccounts unoti nhumbi dzakatanga kupinda ndidzo dzinotanga kubuditswa - izvi zvichiitwa mambhuku anocherechedza mafambiro enhumbi dziri kushandiswa mubhizinesi.
Gume Kupinda Tange Kubuda (Last In First Out) kana Gupitabu, mutemo unoshandiswa kuAccounts unoti nhumbi dzakagumisidza kupinda ndidzo dzinotanga kubuditswa - izvi zvichiitwa mambhuku anocherechedza mafambiro enhumbi dziri kushandiswa mubhizinesi.