Ezulwini

Ezulwini iguta riri muEswatini, inova ndiyo yainzi Swaziland. Guta iri riri chinhambwe chinogona kuita makiromita gumi nemashanu (15) tichienda kumabvazuva kweMbabane guta guru renyika. Zita redhorobha iri rinobva pakudhuruma kwemvura kune mabhanan’ana. Saka zita iri rinogona kurevawo kuti Inzvimbo inogara ichinaya chose. Asi zvizvarwa zvmo zvinoti izvo, zita iri rakaunzwa nevarungu, , nokusanyatsonzwisisa mutauro wemo, vakati Ezulwini pane kuti ETwulwini. Nokuda kwokuti zvimbo iyi ine mvura chose, vakaiti ETwulwini, kureva kuti mune mvura yakawanda chose. Nhasi uno, iguta riri kukura nokukasika nokuti makambani mazhinji ari muMbabane ari kudzika achivaka imomo. Nhasi dhoromba iri rasanduka zvokuti rane vanhu vanogona kusvika 26000. Guta iri rakavakwa mujinga region rinobva kuMlilwane, zvimbo inochengetwa mhuka kusvika muMbabane. Nhasi uno misha mikuru yemvura, Magetsi, Mabhangatofa, mitero nemamwe mashopu arimo. Zvimbo daikutenga guru dzinoti Ezulwini Shopping Centre, Corner Plaza uye MTN yemafoni. Mahotera okugara anoti Sibane, Royal Vilas iri pedyo nexhikoro chinonzi Kobe Ramkodgi yew mamwe maviri ari kuvakwaInternational Conference Centre and FISH. Sezvo dhorobha iri riri padyo emugwagwa uye madhorobha makiru, dhorobha iri riri kukura nokukasika zvokuti I have musha mukuru. Redo naro paneLudzidzini, musha mukuru weNgosi, nhandare guru tenors -Somhlolo National Stadium, misha unoti neMantenga cultural village.