Dzimudzangara

Kubva Wikipedia

'Dzimudzangara chinhu chinofungidzirwa kuti aimbova munhu akashaya asi adzoka (ghost). kazhinji munhu uyu anofungirwa kuti akauraiwa kana kuroyiwa.