Svetuka kuchirochemo

Dzete

Kubva Wikipedia
  • Dzete (Place from which there is no return) apa kureva kunoendwa kusisangadzokwe. Akaenda dzete: in his search for Utopia he has gone somewhere, but we do not know where.
  • Dzete (ant's den; ant's nest) apa kureva dendere remasvosve maanoberekera vana.
  • Izwi rokuti dzete (big hole on the ground, normally used by big animals; an antbear hole) rinotaurwa kuKalanga richireva zimwena serinochrwa nehweru.



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.