Kukavanisa

From Wikipedia
(Redirected from Dungidzira)
Jump to: navigation, search
Chuma chakakavaniswa

Kukavanisa, kukayanisa kana kukaha (Variegate, diversify, alternate) zvinoreva kusanganisa kana kuvhenganisa zvinhu mukuita kana kuronga. Vamwe vatauri vanoti kukayanisa.

  • Shoko rokuti kudungidzira (alternating) rinoreva kuita kana kuronga zvinhu zvichikayana, zvichiti chimwe chikatora, kwotevera chimwe chichitorawo nzvimbo.
  • Dungira (Move by contracting and expanding like caterpillars). Zvichida izwi iri ndiro rinotipa rimwe rokuti kudungidzira - (alternating).

Mukutaura kwemazuvaose tinoti kuchinjanisa.

  • Kukaha (1. Invert - kukondeka; 2. Place out of normal order. 3. Variegate. Diversify). Mabhurukwa akakahiwa: trousers worn in an unusua1 way, or having distinctive pattern.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Anokavanisa zvipfeko zvine ruvara rwakasiyana.
  • Kavanisa makasa anatse kupatsanurana.
  • Kavanisa makamba echuma.
  • Hushe madzoro hunotoravanwa - apa kuravana kuri kutenderera kubva pane imba kuenda kune imwe imba.
  • Akapfeka hembe yakakayaniswa: he wore a checkered shirt.
  • Iye ngaaridze nhumba, mumwe agomukaya nemhingudzi: let him play the tall drum and another alternate with the small drum.

Mazita[chinja | edit source]

Zvichida izvi rokuti kukaya ndipo panobva zita rinonzi Makaya.