Dunga sezita

Kubva Wikipedia

Dunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Nolwando Dunga; Thubelihle Dunga; Ruvimbo Dunga; Prince Dunga.
  • Dunga kana dzvegwa (unburned clay pot) zvichireva hari isati kana isina yapiswa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Shimwali inoti udunga (v. to follow) kureva kutevera. Fananidzai nokuti kudungamidzana.
  • Sangho inoti dungo (n. being; existence) kureva kurarama. Mamwe mazwi: dungo (tie, attach).
  • Sangho inoti dungo (n. childbirth; delivery) kureva kuzvara. Mamwe mazwi: dungu (n. well).