Svetuka kuchirochemo

Dofo

Kubva Wikipedia
  • Dofo kana matofo (Mentally retarded person) zvichireva munhu ane pfungwa dzakaremara. Vamwe vatauri vanoti pfeya, rema.
  • Dofo (Soft, fertile vlei soil) zvichireva ivhu rakapfava rine mutsakwani.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti tofo (ideophone of downy softness) inyaudzosingwi inodudza kupfava semakushe eshiri.
  • MaZulu vanoti tofoza (v. Feel a soft, downy surface). Mamwe mazwi: pass. tofozwa ; neut. tofozeka ; ap. tofozela ; caus. tofozisa.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.