Svetuka kuchirochemo

Dikidza

Kubva Wikipedia
  • Dikidza (Step firmly, walk heavily).
  • Dikidza (Dance Vigorously).
  • Dikidza (Mark time) zvichireva kufora uri panzvimbo imwe.
  • Dikidza (Heap of soil excavated by burrowing animal) zvichireva dutu revhu rafukurwa nemhuka inofukura yakadai sembeva.
  • Dikidza (Maze e.g. of mice galleries).



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.