Svetuka kuchirochemo

Dhafu

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti dhafu rinoreva munhu mukobvu kana mhuka yakakora, ine muviri unorema.

  • Mambonawo mukomana akaita mudhafu so ane hembe tsvuku?

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti dafu (of clumsy, heavy walking) iri nyaudzosingwi inodudza kufamba kwemunhu mukobvu akati kwebve.
  • MaZulu vanoti dafuza (Walk heavily and clumsily) kureva kufamba kwemunhu mukobvu akati kwebve.
  • MaZulu vanoti dafaza (Trudge heavily along, walk wearily) kureva kufamba kwemunhu mukobvu akati kwebve.