Dete Zimbabwe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dete iguta riri kumabvazuva kweHwange muZimbabwe.

  • Dete kana madete pakuwanda (Clump of mutete trees, or of reeds, on bank of river or stream).

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • VaGiryama vanoti det'e (valley). VaDigo vanoti dete (n. valley) kureva mupata.
  • Vatauri veChewa vanoti mtete (species of acacia with large white thorns).
  • VaGungu vane muti unonzi Muteete (muti mukuru usingadonhedzi mashizha ose unodyiwa nembudzi).