Svetuka kuchirochemo

Denya

Kubva Wikipedia

Denya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ronald Denya; Kudzai Denya; Thomas Denya.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti denya (thick) vachireva hobvu.
  • VaVenda vanoti vhudenya (thickness) vachireva hukobvu.