Dendera (rekumonereka)

Kubva Wikipedia
Dendera richipimwa pakupoterera chimiso , dendera rimwe zvichireva kupoterera kamwe (1)

Muzvidzidzo zvinotevera: fundoyetsimba; nemasvomhu, dendera kana kupotereka (rotation, revolution) izwi rinoshandiswa kutsanangudza kana chiumbwa chichipoterera akiso (axis), zvikuru sei kana akiso iri kunze kwechiumbwa ichochi.

Muenzaniso kufamba kunoita nyika muboterero mainotenderera ichipoterera zuva. Dendera rinoguma kuverengwa paratangira kuverengwa. Sokuti nyika inoita dendera ichipoterera zuva kamwe (1) pagore.