Dedza sezita
Mataridziko
Dedza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Jonathan Dedza; Paida Dedza; Linda Dedza.
- Dedza
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Tarisai chinyorwa chinonzi Ra pazviito achishanduka Dza.