Svetuka kuchirochemo

Danha

Kubva Wikipedia
  • Danha kana madanha (1. Longing. 2. Affectionate admiration, loyalty. 3. Ambition; desire to excel).
  • Danha, Danhadanha, matanhatanha kana matanha pahuwandu (Gathering of people) apa zvichireva kokorodzano.
  • Danha (Serve in veterinary sense) apa zvichitaura handira painotanda nzvari kuti izvarise.
  • Danha (Cover of stallion). cp-zeka K.
  • Danha (Jump from tree to tree as monkey does, or from stone to stone} zvichireva kudanhika.


  • Vakabva vachingova danha nhasi nahwedza: so it came about that every day they had demonstrations of affection.
  • Ndine danha nomukoma wangu akarovera Joni: I long for my elder brother who went to Johannesburg and stayed there.
  • Ndine madanha nomukoma wangu: I love my elder brother and am proud of him.

Kuumba Mazwi Matsva

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvichida izvi rokuti danhadanha ringakwanisa kuumba mazwi ane chivakashure inter- kuChirungu; aya anosanganisira: international, interhouse, interdepartment, interprovincial.

Somuenzaniso:



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.