Dandara
Mataridziko
- Dandara Pamusoro (ideo of Being high; of Being on highest point). Takaona Zhombwe kuti dandara: we saw that Zhombwe was higher than the other hills. Takati dandara pamusoro pegomo: we were on the summit of the hill.
- Dandara kana matandara, (1. Platform on poles, 2. Raised up watch hut, Platform with walls and no roof). Vamwe vanoti dara.
- Dandara (Mentally retarded person). apa zvichireva rema.
- Dandara (ideophone of distended stomach) Mwana akangoti dumbu dandara: the child has eaten to bursting point.
- Dandara (ideophone of Travelling in a straight line).
- Mutandare izita remhuri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti dandalaza (v. Come out into the open, come into sight). Muenzaniso: Inyanga idandalazile (The moon has come into sight; said of the new moon).
- MaZulu vanoti dandalazi (ideophone of coming into view).
- Sangho vanoti dandara (adj. openly, publicly) kureva pachena kana paruzhinji.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
