Chiyavayo

Kubva Wikipedia

Chiyavayo (Declamation) zvinoreva kutaura nechinangwa chokuti mazwi anzwikwe zvinokwezva moyo yevanhu, nyangwe zvazvo zviri kutaurwa zvingave zvisina idi kana huchenjeri kana kurevesa mazviri.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Uri kuita chiyavayo pazere vanhu: you are being carried away by your rhetoric and being very indiscreet.