Chiwira
Mataridziko
Chiwira izita rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Tawanda Chiwira; Anita Chiwira; Franciso Chiwira; Quefasse Chiwira; Lucidina Chiwira.
- Kuwira - to fall in.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Zigula inoti chiwiri kana viwiri (n. communal labor; joint efforts) kureva nhimbe.
- Chewa inoti chiwira kana dima (communal cultivation of each other's gardens) kureva nhimbe.
- Nyanja vanoti chiwira (a utensil; a pot for cooking; a plate; a dish; basin; vessel) kureva mudziyo. Giryama vanoti wira (hymn) vachireva rwiyo rwekunamata.
- Lenje inoti chiwila (rock rabbit, coney) vachireva mbira. VaYao vanoti luwila (old disused path) kureva nzira isisashandiswe.