Svetuka kuchirochemo

Chiweta

Kubva Wikipedia

Chiweta izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chenai Chiweta; Fidelis Chiweta; Nadi Chiweta.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTakwane vanoti weta (v. drag; pull or tug) kureva kuzvuva.
  • VaTakwane vanoti weta (v. push) kureva kusunda.
  • VaTakwane vanoti weta (v. stretch) kureva kutatamura.