Chivaviro sezita

Kubva Wikipedia

Chivaviro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tavonga Chivaviro; Nyengeterai Chivaviro; Farirai Chivaviro; Ralph Chivaviro.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Umbundu inoti vawila (v. burn early - the country) kureva kufanopisa.
  • Herero inoti vava (v. cover; spread over, incase). Mamwe mazwi: vavisa; vaveka. Fananidzai nokuti mambava.