Svetuka kuchirochemo

Mazita Anovamba naNyamu-

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChivakamberi Nyamu- paMazita)

Chinyorwa chino chinounganidza mazita anovambwa nemavara anoti Nyamu-.

Nyamukapa; Nyamuranga; Nyamukondiwa; Nyamujara; Nyamupachitu; Nyamutora; Nyamutswa; Nyamuzihwa; Nyamupfukudza; Nyamupingidza.

  • Izwi rokuti chitu (silence; quietness) rinotaurwa kuKalanga richireva runyarara rwekusava neruzha. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Nyamupachitu?