Svetuka kuchirochemo

Chiusiwa

Kubva Wikipedia

Chiusiwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: James Chiusiwa; Gaphelo Chiusiwa; Michael Chiusiwa uye George Chiusiwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.