Chitsunge

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chitsunge,Mvuto,Matariro, izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kutsunga (to perservere) zvinoreva kushingirira pabasa riri kubatwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGiryama vanoti kutsunga (sift - separate coarse and fine meal) kureva kupepeta.