Chitsaya

Kubva Wikipedia

Chitsaya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Mhurin iyi inosahanndisa rimwe zita rekuti Mushonga.Mhuri yekwa Chitsaya inoera Moyo Muzukuru vachibva kwaMurewa munyika yaMambo Mangwende. Mushure mekufa kwa baba wake Chitsaya nemukoma wake Mushonga nehanzvadzi yawo Matenzeni vakanogara kuChivhu kumusha kwaamai wawo. Mushonga akabereka vana vaviri Dickson Munhindi nemusikana Takaziwei

  • Vanhu vane zita iri: Abel Chitsaya; Tinashe Chitsaya; Joseph Chitsaya, David Chitsaya, Isaac Chitsaya, Tamuka Chitsaya, Abraham Chitsaya ,Aaron Chitsaya nevamwe wakawanda
  • Tsaya ihari inobikirwa sadza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.