Svetuka kuchirochemo

Chitengu sezita

Kubva Wikipedia

Chitengu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri:Munashe Chitengu; Paul Chitengu; Trust Chitengu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti chitengu (join of the body) kureva nhengo.
  • Shilenge vanoti marengu (craft, deceit). Vanoisa r pamwe patinoisa t. Sokuti: kurenga kureva kutenga.
  • VaBukusu vanoti buureengu (n. unruliness) kureva humambara.