Chitekishi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chitekishi (Chirungu: Turkish) kana Chiteki uye Chiturki ndiwo mutauro wepamutemo weTeki. Ndiwo mutauro wevatauri vemazanazana makumi masere (170 million). Ndiwo mutauro wevatauri pakati pemitauro yechiTeki inotaurwa nevanhu vanosvika mamirioni 170 muWest Ezhiya nePakati peEzhiya.

Kune mutauri muTurkey, chitsuwa cheSaipurasi (Cyprus), Bhaugariya (Bulgaria), Girisi (Greece), Masedhoniya (Macedonia) uye mune dzinoverengeka nyika dzaive chikamu cheHumambo hweTeki. Nekuda kwekutama kweTeki kune zvakare kune akati wandei mamirioni vatauri munyika dzeBatanidzo yeYuropu (European Union).

MuchiBantu[chinja | edit source]

Chiswahili[chinja | edit source]

Chinyarwandan[chinja | edit source]

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. https://sw.wikipedia.org/wiki/Kituruki Yakatariswa: 21 Chikumi 2021
  2. https://rw.wikipedia.org/wiki/Igiturukiya Yakatariswa: 21 Chikumi 2021