Chitando sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chitando izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mang'anja vanoti chitando (breath of cloth; things which have breath). Izwi iri rinobva pakuti kutanda (stretch).
  • Mururimi rweYao vanoti kutanda (begin).
  • Mururimi rweYao vanoti chitando (beginning; the commencement).
  • Mururimi rweYao vanoti chitando (width of a web of calico).