Chitambira

Kubva Wikipedia

Chitambira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Lisa Chitambira; Vimbiso Chitambira; Arnold Chitambira; Tapiwa Chitambira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lunyoro inoti okutambira (to heal) kureva kuporesa munhu anorwara. Mamwe mazwi: -tambira kana -tambire (to heal a sick man) vachireva kuporesa munhu anorwara.
  • Lunyoro inoti okutambira okurwaza (to nurse a sick man) vachireva kukota murwere.
  • Kinande inoti eritambira (v. to walk towards) kureva kutambira? Mamwe mazwi: eritambuka (go from one place to another; cross a flat place).