Chisviniro

Kubva Wikipedia

Chisviniro (press) zvinoreva muchina unoshandiswa kusvina kuti mvura ibude kusare magodo chete.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWanga vanoti eshitinyiro (n. press; any apparatus for squeezing fruit, etc., to extract juice or oil ) kureva chisviniro.
  • MaZulu vanoti khama (v. Press, squeeze; wring out; strain, exert force) kureva kusvina, kudzvinya. Sokuti: lngu6o ngiyayikhama amanzi (I am wringing out the garment).
  • MaZulu vanoti khama (v. Drain off - as whey from thick milk; milk dry). Muenzaniso: Ukukhama amasi (to drain sour milk). Ukusenga inkomo ngokukhama (to milk a cow completely dry).
  • VaGungu vanoti kukamula (v. wring out) vachireva kusvina. Mimwe mitauro yeBantu inowona kukama sekusvina (squeezing, pressing).