Chisveru

Kubva Wikipedia

Chisveru, chitsvambe, chitsvarakate, chitsvare (Game of tag) mutambo unotambwa nevana vadiki apo vanomhanyisana kana kuhwandirane vachiti anenge abatwa kana kugunzva neruwoko ndiye abatwa chisveru. Iyeye anenge abatwa anobva avamba kudzinganisa vamwe kuti avabate chisveru.