Svetuka kuchirochemo

Chishava

Kubva Wikipedia
  • Chitsvuku, chishava kana chishawa (Occurrence in which blood is shed) apa kureva chitiko chinosanganisira kudeuka kweropa.
  • Chishava kana chimanda (Offering of livestock due to parents of wife, after marriage ceremony, if wife is found to be a virgin).
  • Zvichida ndipo panobva zita rokuti Chishawasha? Apa zvichireva munhu anogarokuvadza vamwe nenzira inobuditsa ropa.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Rega kubata bangau chaita chishava: do not pick up a knife,you will cut someone.
  • Uchanditira chishava:you will get me into trouble by accidentally cutting someone.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.