Chisepo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chisepo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaFwe vanoti kusepisa (to promise) kureva kuvimbisa.
  • VaFwe vanoti kusepa kana nsepo (trust, hope) kureva tariro..
  • VaLozi vanoti sepa (v.t. to trust, to be confident in, to rely on) vachireva kuvimba nanhingi.
  • VaFwe vanoti kari naandisepe (he does not trust me) kureva haavimbe neni.
  • VaLenje vanoti chisepo (Edible wild plants, roots, fruits) vachireva michero yesango inodyiwa.