Svetuka kuchirochemo

Chirumba

Kubva Wikipedia

Chirumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti cilumba (n. pride) kureva kudada?.
  • VaMambwe vanoti mulumba (n. well known, famous or renowned person), munhu anozivikanwa zvakanyanya. Mazwi Anotodzana: wiya walumbuka (that man is well known).