Svetuka kuchirochemo

Chiringamipimo

Kubva Wikipedia

Chiringamipimo (isometry, isometric) izwi rinodudza kuenzan kwemipimo. Apa izwi rokuti kuringana (equality) rinoreva kuenzana kwezvinhu zviri kupimwa.

  • Chidzidzo cheTarachisi chinoshandisa izwi iri kureva kuenzana kwekukwirira kwakaita nzvimbo maringe negungwa.
  • Chidzidzo cheMasvomhu - izwi iri rinoreva kuti kutarangana kwakaita mapoyindi maviri muruvara rwekutanga kwakaenzana nekutarangana kwemapoyindi maviri muruvara rwechipiri.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti linga (be equal) zvichireva kuenzana. fananidzai nokuti kuringana.
  • VaChewa vanoti linganika (to be equal), kureva kuenzana. VaChewa vanoti linganiza (to make the same; to be equal; to make smooth; level), kureva kuenzana.