Svetuka kuchirochemo

Chirenje mutupo

Kubva Wikipedia

Chirenje chidawo chemutupo wevaera hungwe vanogara muZimbabwe neMozambique.

Vanhu vanoera Chirenje vanonyanya kuwanikwa munzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete uye mumatunhu ari kumusoro kweZimbabwe. Vaera Chirenje vanotaura Nyungwe uye vari muzvikamu zviri zvinoti:

Chirenje ishiri inonzi hungwe sekutaura kwevamwe.

Chirenje. Ririko boka rana Chirenje rehumambo hunobva Mingare (District) muri muTete (Province) Mozambique vari vaera chipembere (Rhinosrous) [1]

  1. ↑ Oral history