Chirara cheMunda

Kubva Wikipedia

Chirara (Uncultivated or fallow patch in lands. 2. Old grass i.e. of previous season; grown dry, still standing) zvinoreva munda wakararira usina kurimwa mwaka iwoyo.

Sora rakasara mwaka wapera rinonzi murara kana ndara.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]