Chirambadare
Mataridziko
Chirambadare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Ephraim Chirambadare; Elisha Chirambadare; Tafadzwa Chirambadare, George Chirambadare.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Kimbundu vanoti dilamba kana malamba (n. trial, test, proof, evidence).