Chipwanya

Kubva Wikipedia

Chipwanya kana Chipwaya mazita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Izwi rokuti pwaya (crush, smash, break in pieces) rinotaurwa mururimi rweLenje.
  • VaSwahili vanoti pwaya (hang loose, dangle, be loose).
  • Vatauri veChewa vanoti kupwanya (to dash to the ground).
  • VaYao vanoti kuswanya (to smash ; to crush in pieces) vachireva kutswanya.
  • VaYao vanoti kuswanyanda (to smash anything up completely) vachireva kutswanya-tswanya.