Chipunza sezita
Mataridziko
Chipunza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Mazwi ari pedyo: Chipundo, Chipunda sezita
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Herero inoti punduka kana punda (v. descend; go downward).
- Taabwa inoti kupunda (v. to be feared).
- Kinande inoti erihunza (v. hit, beat) kureva kurova.
- Nyanja inoti mpunza kureva mudzidzi. Mamwe mazwi: punza, punzira, pfunzira (learn) kureva kudzidza kana kufunda.
- Nyanja inoti upunza (learning) kureva kudzidza. Nyanja inoti mpunzi kureva mudzidzisi.
- Nyanja inoti punzitsa (to teach) kureva kudzidzisa kana kufundisa.
- Shimakonde inoti kupunda (v. to surpass; exceed; surpass). Mamwe mazwi: kupundanyanga (excess; surplus; glut).