Svetuka kuchirochemo

Chipundo

Kubva Wikipedia

Chipundo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Noel Chipundo; Patience Chipundo; Tonderai Chipundo; Wellington Chipundo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Zigula inoti mahundo (n. district) kureva dunhu. VaZigula vanoisa h pamwe patinoisa p.
  • VaZigula vanoti luhundo (part,aside, apart) kureva rupande. Mamwe mazwi: genda kuluhundo (v. go aside) Luhundo (adv. apart, besides).
  • VaTaabwa vanoti mupunda kana lupunda (n. news) kureva nhau.
  • VaTaabwa vanoti kapundu (n. acclamation, loud ovation) kureva kupembererwa.