Chipoka

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nsenga vanoti chipoka kana chitemo (n. plantation of millet).
  • Nsenga vanoti kuhoka (v. to arrive first; to go or come forward).
  • Herero vanoti oku-poka (n. apostasy; desertion; running away; forsake).
  • Herero vanoti poka (fall away, snap off, leave abruptly; apostatize; backslide).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.