Upfumbu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChipfumbu)
Upfumbu kana hupfumbu (grey colour, greyness) muvara uri pakati peutema neuchena.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shiri pfumbu (grey bird).
- Ivhu bvumbu (grey soil).
- Zvinhu zvipfumbu (grey things).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaVenda vanoti tseta kana -setha (grey colour) kureva upfumbu.
- VaGanda vanoti mbubi (grey colour) kureva upfumbu.
- MaZulu vanoti ingwevu (n. Person with hair turning grey, one with iron-grey hair) vachireva munhu ane imvi.
- MaZulu vanoti ubungwevu (n. greyness, grey colour) vachireva hupfumbu.
| Warm grey | Cool grey |
| Mixed with 6% yellow. | Mixed with 6% blue. |