Chipfukuto

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chipfukuto, chikumo kana chipfunho (Weevil) kapuka kapembenene kanodya chibage kachisiya tsanga dzave demhe rine deko chete. Varimi vanomwaya mushonga mudura kana musaga kuti zvipfukuto zvife; vakasadaro vanowana chibage chapera kupfukutwa.


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kupfukuta kana kupfunha (bore like a weevil).