Svetuka kuchirochemo

Chipanza sezita

Kubva Wikipedia

Chipanza izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neZambia.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaTaabwa vanoti kupazya (v. to have (something) sown) kuita kudyarisa zvirimwa.
  • VaTaabwa vanoti kupazya (v. to cause diarrhea) kureva kukonzera makonya.