Chingarande

Kubva Wikipedia

Chingarande izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti chingalande (a water channel; a ditch).
  • VaBemba vanoti ngalande (Embarkment or Dike, trench) kureva: goronga kana dhunduru revhu rinodzivisa mvura yegungwa kuuya panyika.