Chindore

Kubva Wikipedia

Chindore ndekamwe kanyama kanenge kapundu kari nechekumusoro kwesikarudzi yemukadzi (beche,gongo,nyinyo,nyini,etc). Kanyama aka kakabatwa nemurume kanoita kuti mukadzi ave nezemo. Kanozvimbirira kana mukadzi achinge asvika pakuda kusangana nemurume.