Chinamasa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chinamasa izita remhuri muZimbabwe.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Kusakara kwechari kunotanga masa. When a shawl wears out it begins at the fringes.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaHerero vanoti e-ti kana oma-sa (essence; substance; strength).
  • VaHerero vanoti oma-sa (firmness; power; force; might; valour).
  • VaHerero vanoti -namasa (powerful; vigorous) kureva chine simba.
  • VaHerero vanoti nomasa (forcefully; mightly,vigorously).
  • VaHerero vanoti omu-namasa (mighty; a mighty one; a strong man).
  • Izwi rokuti masa (twins) rinorehwa mururimi rweKimwani kureva mapatya.
  • VaHerero vanoti oma-sa (marrow) kureva mongo.
  • VaYao vanoti mamasa (large boils ; spotted leprosy).