Chinama
Mataridziko
Chinama, nyapfuta kana mwenje (Shrub: Pavetta schumanniana) muti unowanikwa muZimbabwe. Mamwe mazita unonzi: chifukawi, chipindura, chiduku chitunguru, chityorabadza, mufuramhembwe, murambagaka, murunganyama, musauti, muwana kana nyapuna. Poison bride's-bush (English) (English)
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umbodzani (n. Pavetta schumanniana. Poison pavetta) kureva murunganyama.