Svetuka kuchirochemo

Chimondimwi

Kubva Wikipedia

Chimondimwi imhando yechibhanzi chakakura uye chinorema zvokuti munhu akapedza kuchidya anenge aguta zvakanyanyisa. Apo pokuzoti mwi panenge panodudza kuti munhu aguta zvokuzvimbirwa uye zvekusachada kutaura - ave kuda kuzvinyararira hake achideredza kuguta kwaaita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]