Svetuka kuchirochemo

Chikuwa sezita

Kubva Wikipedia

Chikuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Rufaro Chikuwa; Tafadzwa Chikuwa; Tichaona Chikuwa; Farai Chikuwa; Alberto Chikuwa.
  • Mazwi ari pedyo: Makuwa sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Barotse vanoti -huwa (v.i. to shout; to call - as someone in need of help). Barotse vanoti -huwisa (to cause someone to shout). Fananidzai nekuti ridza huwi?
  • Nyanja inoti mkuwe kana mkuwira (n. a shout) kureva chikuwe. Lubukusu vanoti biikuwa (n. ticks) kureva zvikwekwe.
  • VaMambwe vanoti cikuwa (n. a bundle of wire bracelets) kureva dzatsa remabheng'oro.
  • MaZulu vanoti memeza (v. shout) kureva kuzhamba. Brenda Fassie akaimba: Noma nginga memeza ma akusizi lutho (Even if I screaam, it won't help) - kunyangwe ndikazhamba hazvibatsire.